Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 20:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino tipei varume avo vakaipa veGibhea kuti tivauraye tigobvisa chakaipa muIsraeri.” Asi vaBhenjamini havana kuda kuteerera hama dzavo vaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 20

Maonero Vatongi 20:13 akapoteredza