Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 18:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka varume vashanyi vaya vakabvapo vakandosvika kuRaishi, uko kwavakandoona kuti vanhu vakanga vagere zvakanaka, sezvakaita vaSidhoni, vasina chavanofungidzira uye vagere zvakanaka. Uye sezvo nyika yavo yakanga isingashayiwi chinhu, vakanga vakabudirira. Uyezve, vakanga vagere kure nava Sidhoni uye vakanga vasina ushamwari naani zvake.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 18

Maonero Vatongi 18:7 akapoteredza