Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 18:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume ava vakati vapinda mumba maMika, vakatora mufananidzo wakavezwa, efodhi, vamwe vamwari nechifananidzo chakaumbwa, muprista akati kwavari, “Muri kuiteiko?”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 18

Maonero Vatongi 18:18 akapoteredza