Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 18:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumazuva iwayo Israeri yakanga isina mambo. Uye mumazuva iwayo vorudzi rwavaDhani vakanga vachitsvaka nzvimbo yavo pachavo yavangagara, nokuti vakanga vasati vapiwa nhaka pakati pamarudzi eIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 18

Maonero Vatongi 18:1 akapoteredza