Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 12:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akanga ana vanakomana makumi matatu uye vanasikana makumi matatu. Akawanisa vanasikana vake kuvanhu vakanga vasiri vorudzi rwake, uye akavigira vanakomana vake vanasikana vakanga vasiri vorudzi rwake makumi matatu kuti vave vakadzi vavo. Ibhizani akatungamirira Israeri kwamakore manomwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 12

Maonero Vatongi 12:9 akapoteredza