Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo varume veJudha vakaenda navaSimeoni hama dzavo vakandorwisa vaKenani vaigara muZefati, uye vakaparadza guta iri zvachose. Naizvozvo rakatumidzwa kuti Horima.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 1

Maonero Vatongi 1:17 akapoteredza