Testamende Yekare

Testamende Itsva

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 7:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Dzakanaka sei tsoka dzako dzakapfekedzwa shangu, iwe mwanasikana womuchinda! Makumbo ako akanakisisa akaita sezvishongo, basa ramaoko emhizha.

2. Guvhu rako rakatenderera somukombe unogara uine waini yakasanganiswa zvakanaka. Chiuno chako murwi wegorosi wakakomberedzwa namaruva.

3. Mazamu ako akaita setsvana mbiri, mapatya emhara.

Verenga chitsauko zvakakwana Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 7