Ndianiko uyo ari kuuya achibva nokurenje seshongwe youtsi ine munhuwi wemura, nezvimwe zvinonhuwira zvakagadzirwa nezvikuyiwa zvinonhuwira zvavashambadzi?