Testamende Yekare

Testamende Itsva

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 2:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ndiri ruva reSharoni, ruva romumipata.

2. Seruva riri pakati peminzwa, ndizvo zvakaita mudiwa wangu pakati pemhandara.

3. Somuti womuapuro pakati pemiti yesango, ndizvo zvawakaita mudiwa wangu pakati pamajaya. Ndinofarira kugara mumumvuri wake, uye muchero wake unondinakira kuudya.

4. Akaenda neni kuimba yamabiko, uye mureza wake pamusoro pangu ndirwo rudo.

Verenga chitsauko zvakakwana Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 2