Testamende Yekare

Testamende Itsva

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Somuti womuapuro pakati pemiti yesango, ndizvo zvawakaita mudiwa wangu pakati pamajaya. Ndinofarira kugara mumumvuri wake, uye muchero wake unondinakira kuudya.

Verenga chitsauko zvakakwana Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 2

Maonero Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 2:3 akapoteredza