Testamende Yekare

Testamende Itsva

Rute 2:22-23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. Naomi akati kuna Rute muroora wake, “Zvichava zvakanaka kwauri mwanangu, kuti uende navasikana vake, nokuti ukaenda mumunda womumwe ungazokanganiswa.”

23. Saka Rute akagara pedyo navasikana vaishandira Bhoazi achinongera kusvikira kuchekwa kwegorosi nebhari kwapera. Uye iye akagara navamwene vake.

Verenga chitsauko zvakakwana Rute 2