Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 27:33-34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

33. Haafaniri kusarudza zvakanaka kubva mune zvakaipa kana kuzvitsinhanisa. Kana akazvitsinhanisa, mhuka dzose dziri mbiri, yatsiviwa neyatsiva, dzichava tsvene uye hadzigoni kudzikinurwa.’ ”

34. Iyi ndiyo mirayiro yavaIsraeri yakapiwa Mozisi naJehovha paGomo reSinai.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 27