Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 27:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haafaniri kusarudza zvakanaka kubva mune zvakaipa kana kuzvitsinhanisa. Kana akazvitsinhanisa, mhuka dzose dziri mbiri, yatsiviwa neyatsiva, dzichava tsvene uye hadzigoni kudzikinurwa.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 27

Maonero Revhitiko 27:33 akapoteredza