Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 7:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chipiriso chake chakanga chiri chendiro yesirivha yairema mashekeri zana namakumi matatua, uye mbiya imwe chete yokusasa yesirivha yairema mashekeri makumi manomweb, zvose zviri zviviri maererano neshekeri renzvimbo tsvene, rimwe nerimwe rizere noupfu hwakatsetseka hwakavhenganiswa namafuta sechipiriso chezviyo;

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7

Maonero Numeri 7:13 akapoteredza