Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 4:38-42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

38. VaGerishoni vakaverengwa nedzimba dzavo nemhuri dzavo.

39. Varume vose kubvira pane vane makore makumi matatu kusvikira pane vane makore makumi mashanu, vakauya kuzoshanda pabasa romuTende Rokusangana,

40. vachiverengwa nedzimba dzavo nemhuri dzavo, vaisvika zviuru zviviri, namazana matanhatu namakumi matatu.

41. Ndiko kwakanga kuri kuwanda kwaavo vakanga vari vedzimba dzavaGerishoni vaishanda muTende Rokusangana. Mozisi naAroni vakavaverenga maererano nokurayira kwaJehovha.

42. VaMerari vakaverengwa nedzimba dzavo uye nemhuri dzavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 4