Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 4:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiko kwakanga kuri kuwanda kwaavo vakanga vari vedzimba dzavaGerishoni vaishanda muTende Rokusangana. Mozisi naAroni vakavaverenga maererano nokurayira kwaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 4

Maonero Numeri 4:41 akapoteredza