Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 33:26-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. Vakabva paMakeroti vakandodzika misasa paTahati.

27. Vakabva paTahati vakandodzika misasa paTera.

28. Vakabva paTera vakandodzika misasa paMitika.

29. Vakabva paMitika vakandodzika misasa paHashimona.

30. Vakabva paHashimona vakandodzika misasa paMoseroti.

31. Vakabva paMoseroti vakandodzika misasa paBhene Jaakani.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 33