Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 23:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bharaki akati kuna Bharamu, “Waiteiko kwandiri? Ndakakutora kuti uzotuka vavengi vangu, asi hauna chinhu chawaita asi kutovaropafadza!”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 23

Maonero Numeri 23:11 akapoteredza