Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 16:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mozisi akatsamwa zvikuru akati kuna Jehovha, “Musagamuchira chipiriso chavo. Handina kutovatorera kana mbongoro, uye handina kutadzira kana mumwe wavo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 16

Maonero Numeri 16:15 akapoteredza