Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 16:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro pezvo, hamuna kutisvitsa kunyika inoyerera mukaka nouchi kana kutipa nhaka yeminda neminda yemizambiringa. Muchada kutumbura meso avanhu ava here? Haiwa, isu hatiuyiko!”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 16

Maonero Numeri 16:14 akapoteredza