Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 13:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vasvika paMupata weEshikori, vakatema davi rimwe raiva nesumbu ramazambiringa. Vaviri vavo vakaritakura nedanda pakati pavo pamwe chete namatamba uye namaonde.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 13

Maonero Numeri 13:23 akapoteredza