Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nehemia 9:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi pavakangowana zororo, vakaitazve zvakaipa pamberi penyu. Ipapo makavasiya mumaoko avavengi vavo kuti vave nesimba pamusoro pavo. Zvino vakati vachemazve kwamuri, makavanzwa muri kudenga, nengoni dzenyu mukavarwira nguva nenguva.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 9

Maonero Nehemia 9:28 akapoteredza