Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nehemia 9:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo makavaisa kuvavengi vavo, avo vakavadzvinyirira. Asi pavakanga vava kudzvinyirirwa vakachema kwamuri. Makavanzwa muri kudenga, uye nengoni dzenyu huru makavapa vadzikinuri, vakavarwira kubva mumaoko avavengi vavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 9

Maonero Nehemia 9:27 akapoteredza