Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nahumi 2:12-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. Shumba yakauraya zvaikwanira vana vayo uye yakadzipira hadzi yayo nyama, ichizadza mapako ayo nezvayakauraya uye mapako ayo nenyama.

13. “Ndine mhaka newe,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Ndichapisa ngoro dzenyu dzive utsi, uye munondo uchaparadza shumba dzenyu duku. Ndichakusiyai musina nyama panyika. Mazwi enhume dzako haangazonzwikizve.”

Verenga chitsauko zvakakwana Nahumi 2