Testamende Yekare

Testamende Itsva

Nahumi 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shumba yakauraya zvaikwanira vana vayo uye yakadzipira hadzi yayo nyama, ichizadza mapako ayo nezvayakauraya uye mapako ayo nenyama.

Verenga chitsauko zvakakwana Nahumi 2

Maonero Nahumi 2:12 akapoteredza