Testamende Yekare

Testamende Itsva

Muparidzi 7:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakawana chinhu chinovava kupfuura rufu, mukadzi anova musungo, mwoyo wake uri hunza uye maoko ake ari ngetani. Munhu anofadza Mwari achapunyuka kwaari, asi mutadzi achabatwa naye.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 7

Maonero Muparidzi 7:26 akapoteredza