Ichi zvakare chinhu chakaipa kwazvo:Sokuuya kunoita munhu saizvozvowo anoenda, uye chii chaangawana, iye achishandira mhepo?