Testamende Yekare

Testamende Itsva

Muparidzi 3:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakaona kuti hapana chingapfuure ichi, kuti munhu afadzwe nebasa rake, nokuti uyu ndiwo mugove wake. Nokuti ndiani achazomudzosazve kuti aone zvichazoitika shure kwake?

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 3

Maonero Muparidzi 3:22 akapoteredza