Testamende Yekare

Testamende Itsva

Muparidzi 3:21-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

21. Ndiani angaziva kana mweya womunhu uchikwira kuenda kumusoro uye kana mweya wemhuka uchidzika pasi?”

22. Saka ndakaona kuti hapana chingapfuure ichi, kuti munhu afadzwe nebasa rake, nokuti uyu ndiwo mugove wake. Nokuti ndiani achazomudzosazve kuti aone zvichazoitika shure kwake?

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 3