Testamende Yekare

Testamende Itsva

Maraki 2:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Unobvunza uchiti, “Seiko?” Nokuda kwokuti Jehovha ndiye chapupu pakati pako nomukadzi woujaya hwako nokuti wakaputsa sungano naye, kunyange ari mumwe wako, mukadzi wawakaita sungano yewaniso naye.

Verenga chitsauko zvakakwana Maraki 2

Maonero Maraki 2:14 akapoteredza