Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 49:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Inzwai izvi, imi vanhu mose; teererai imi mose mugere panyika,

2. vapasi navapamusoro, vapfumi navarombo pamwe chete.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 49