Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 39:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makaita mazuva angu soupamhi hwechanza changu; kuwanda kwamakore angu kwakaita sechinhu chisipo pamberi penyu. Upenyu hwomunhu mumwe nomumwe mweya bedzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 39

Maonero Mapisarema 39:5 akapoteredza