Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 39:11-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

11. Munorayira uye munoranga vanhu nokuda kwezvivi zvavo, munoparadza pfuma yavo sechipfukuto, munhu mumwe nomumwe mweya zvawo. Sera

12. “Inzwai munyengetero wangu, imi Jehovha, rerekerai nzeve yenyu pandinochemera rubatsiro; regai kuva matsi pakuchema kwangu. Nokuti ndigere nemi somutorwa, somweni, sezvakanga zvakaita madzibaba angu ose.

13. Ringirai kure neni, kuti ndimbofarazve ndisati ndabva uye ndisisipo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 39