Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 39:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakati, “Ndichangwarira nzira dzangu nokuchengeta rurimi rwangu pachivi; ndichaisa matomu pamuromo wangu kana vakaipa vari pamberi pangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 39

Maonero Mapisarema 39:1 akapoteredza