Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 22:15-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. Simba rangu raoma sechaenga, uye rurimi rwangu runonamatira kumusoro kwomuromo wangu; munondiradzika muguruva rorufu.

16. Imbwa dzakandikomba; boka ravanhu vakaipa rakandipoteredza, vakabvoora maoko angu netsoka dzangu.

17. Ndinokwanisa kuverenga mapfupa angu ose; vanhu vanondinananidza uye vanofarira kutambudzika kwangu.

18. Vanogovana nguo dzangu pakati pavo vanokanda mijenya panguo yangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 22