Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 22:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyireiko? Sei muri kure zvakadai nokundiponesa, kure zvakadai namashoko okugomera kwangu?

2. Haiwa Mwari wangu, ndinodanidzira masikati, asi hamundipinduri, nousiku, uye handinyarari.

3. Asi imi makagadzwa saIye Mutsvene; ndimi rumbidzo yaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 22