Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 107:38-40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

38. akavaropafadza, uye akavawanza zvikuru, uye haana kutendera zvipfuwo zvavo kuparara.

39. Ipapo vakava vashoma, uye vakaninipiswa vakadzvinyirirwa, nenjodzi uye nokusuwa;

40. iye anodurura kuzvidzwa pamusoro pamakurukota, akaita kuti vadzungaire musango risina nzira.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 107