Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 106:24-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

24. Ipapo vakazvidza nyika inofadza; havana kutenda zvaakavimbisa.

25. Vakanyunyuta vari mumatende avo vakasateerera Jehovha.

26. Saka akapika akasimudza ruoko rwake kuti achavaparadza murenje,

27. achaparadza zvizvarwa zvavo pakati pendudzi, agovaparadzira munyika dzose.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 106