Testamende Yekare

Testamende Itsva

Kuungudza Kwajeremia 3:62-66 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

62. dzinozevezerwa nokundurumwa navavengi vangu pamusoro pangu zuva rose.

63. Tarirai kwavari! Vakagara kana kumira, vanondituka nenziyo dzavo.

64. Varipidzirei zvakavafanira, imi Jehovha, zvakaitwa namaoko avo.

65. Isai chidziro pamwoyo yavo, uye kutuka kwenyu ngakuve pamusoro pavo!

66. Vadzinganisei makatsamwa muvaparadze, vabve pasi pamatenga aJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 3