Testamende Yekare

Testamende Itsva

Kuungudza Kwajeremia 3:49-54 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

49. Meso angu acharamba achiyerera misodzi, pasina zvinoyamura,

50. kusvikira Jehovha aringira pasi kubva kudenga akaona.

51. Zvandinoona zvinochemedza mweya wangu. nokuda kwavakadzi vose veguta rangu.

52. Avo vakanga vari vavengi vangu ini ndisina mhaka vakandivhima seshiri.

53. Vakaedza kundiuraya mugomba uye vakapotsera matombo kwandiri;

54. mvura zhinji yakafukidza musoro wangu, uye ndakafunga kuti ndava pedyo nokufa.

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 3