Testamende Yekare

Testamende Itsva

Kuungudza Kwajeremia 2:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishe akamedza ugaro hwose hwaJakobho akasavanzwira tsitsi; pakutsamwa kwake akakoromorera pasi nhare dzoMwanasikana weJudha. Akawisira pasi umambo hwake namachinda ahwo mukunyadziswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 2

Maonero Kuungudza Kwajeremia 2:2 akapoteredza