Testamende Yekare

Testamende Itsva

Kuungudza Kwajeremia 2:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishe akafukidza sei Mwanasikana weZioni negore rokutsamwa kwake! Akapotsera pasi kubwinya kweIsraeri, kubva kudenga kusvika panyika; haana kurangarira chitsiko chetsoka dzake pazuva rokutsamwa kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 2

Maonero Kuungudza Kwajeremia 2:1 akapoteredza