Asi Joshua akasiya Rahabhi chifeve, nemhuri yake navose vokwake, nokuti akanga avanza varume vakatumwa naJoshua savashori kuJeriko, uye agere pakati pavaIsraeri nanhasi uno.