nemisha yose yakanga yakapoteredza maguta ose aya kusvikira kuBhaarati Bheeri (Rama muNegevhi).Iyi ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavaSimeoni, mhuri nemhuri.