Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 19:50 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

sezvakanga zvarayirwa naJehovha. Vakamupa guta raakanga akumbira, Timunati Sera panyika yamakomo yaEfuremu. Uye akavaka guta iri akagaramo.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 19

Maonero Joshua 19:50 akapoteredza