Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 19:16-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Maguta aya nemisha yawo ndiwo akanga ari nhaka yaZebhuruni, imba neimba.

17. Mugove wechina wakapiwa Isakari, imba neimba.

18. Nyika yavo yaisanganisira:Jezireeri, Kesuroti, Shunami,

19. Hafaraimi, Shioni, Anaharati,

20. Rabhiti, Kishioni, Ebhezi,

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 19