Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 10:41-43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

41. Joshua akavaparadza kubva kuKadheshi Bharinea kusvikira kuGaza uye nokubva kudunhu rose reGosheni kusvikira kuGibheoni.

42. Madzimambo aya ose nenyika dzawo akakundwa naJoshua panguva imwe chete, nokuti Jehovha, Mwari waIsraeri, akarwira Israeri.

43. Ipapo Joshua akadzokera navaIsraeri vose kumusasa kuGirigari.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 10