Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joere 3:6-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. Makatengesa vanhu veJudha neveJerusarema kuvaGiriki kuti muvaendese kure.

7. “Tarirai, ini ndichavamutsa kubva kunzvimbo dzamakavatengesera, uye ndichadzosera pamisoro yenyu chaiyo zvamakaita.

8. Ndichatengesa vanakomana navanasikana venyu kuvanhu veJudha, uye vachavatengesa kuvaShebha, rudzi rwuri kure.” Jehovha ataura.

9. Paridzirai izvi kundudzi dzose: Gadzirirai hondo! Mutsai varwi! Varwi vose ngavaswedere pedyo varwise.

Verenga chitsauko zvakakwana Joere 3