Nokuti makatora sirivha negoridhe yangu, mukatakurawo midziyo yangu yakanakisisa mukandoiisa kutemberi dzenyu.