Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joere 2:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndichadzingira kure nemi hondo yokumusoro, ndichaidzingira kunyika yakaoma isina chibereko, dziya dziri mberi dzichawira mugungwa rokumabvazuva, uye dziya dziri shure dzichawira mugungwa rokumadokero. Uye kunhuwa kwadzo kuchakwira; kunhuwa kwadzo kukuru kuchakwira.” Zvirokwazvo akaita zvinhu zvikuru.

Verenga chitsauko zvakakwana Joere 2

Maonero Joere 2:20 akapoteredza